Langue   

Matsotsi

Chiwoniso Maraire
Langue: shona


Chiwoniso Maraire


Ndosvika sei kumusha
Ndisina mari yebhazi ini
Ndofamba seiko ini nherera
Ndisina mari
Vamwe votenga mota
Wonai vakagarika
Ndiudzei kuti mwari ndewani
Vamwe vovake dzimba
Shuwa vakagarika
Ndiudzei kuti rnwari ndewani

Mai-we vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Wonai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi

Ndosvika sei kumusha
Ndisina mari yebhazi ini
Ndati ndofamba seiko ini nherera
Handina mari
Wonai vamwe votenga mota
Mai-we vakagarika
Ndiudzei kuti rnwari ndewani
Ah diko vamwe vovake dzimba
Shuwa vakagarika
Ndiudzei kuti rnwari ndewani

Wonai vondiuraya muno matsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi

Matsotsi ‎
Vakagarika / Matsotsi‎



Page principale CCG

indiquer les éventuelles erreurs dans les textes ou dans les commentaires antiwarsongs@gmail.com




hosted by inventati.org